Abel Tendekai Muzorewa

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Abel Tendekai Muzorewa akava mutungamiri wenyika yave kunzi Zimbabwe mugore 1979, apo nyika yakapiwa zita rokuti Zimbabwe-Rhodesia. VaMuzorewa vakazosiya chigaro mushure mokunge vakunda musarudzo dzakaitwa mugore 1980, apo pakapinda Robert Gabriel Mugabe pakutonga.