Gusi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Diepholzergans1 PSR.jpg
Canada goose flight cropped and NR.jpg

Gusi (goose in English) ishiri inowanikwa musango ichiwanikwawo yakapfuyiwa pamusha. Gusi rine mumhu wakakura kufanana nedhadha nekutodarika.

Gusi ndiyo shiri yenyika yeCanada uko rinowanikwa musango zvirusei munguva yokunge kuchidziya. Nyika iyi inoitawo mamwe magusi anogarako munguva yechando. Nyika iyi haitenderi kuti magusi emusango aurawe nokuda kwekuti akambenge opera vanhu vachiramba vachibaya nokuda nyama yawo.