Gunguwo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Krummi 1.jpg

Gunguwo (crow bird) ishiri nhema inowanikwa musango inodya madzinde pamwe nenyama. Gunguwo rinowanikwa muAfrica, Europe, Asia, North America.

Gunguwo ishiri yakachenjera fani inokwanisa kuita zvakachenjera - painovhura kana kukudubura mabhini mumisha munogara vanhu uchenjeri hwayo hunoonekwa. Kune mahndo yegunguwo inowanikwawo kunyika dzinotonhora dzeEurope neNorth America, aya makunguwo achigara kunyika idzodzo yangwe mumwaka we chando.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro