Gungano renhenderedzi

Kubva Wikipedia

Gungano renhenderedzi kana kuti madenderedzwa ane pakati pamwe (concentric circles) zvinoreva madenderedzwa ane nhambwe yetaramunyongo yakasiyana asi pakati pawo pari papoyindi imwechete.