Poyindi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo chePimanyika, poyindi (point) izita rinoreva kanzvimbo katokotoko, katopoka, kasina hwasha, herufu, kana hudzamu. Takatsimbidzira penzura papepa tingaedzesera kucherechedza poyindi; asi kana nepo doo rinoitwa nemurumo wepenzura rine nhambwe - poyindi haina nhambwe.