Firiji

Kubva Wikipedia

Mudziyo unosahandiswa kutonhodza chikafu kana zvinwiwa. Firiji inochengeta zvinhu zvakatonhora izvi zvinova zvinoita kuti zvisakasira kuwora kana kushata. Firiji ine zvikamu zviviri; chimwe chikamu chinotonhoresa zvokuti mvura ikagaramo inogwamba kuita godo - chimwe chikamu chitonhora zviri pamusoro pehujoto 0C.