Chirambo (misandu)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muchidzidzo fundoyetsimba chirambo (Phase of thermodynamic system) zvinotaura nzvimbo yegumbapamwe inoti zviro zvose zvirimo zvine chimiro chakafanana. Mamiriro esebhe muchirambo anotongwa nezvinhu zvinosanganisira puresha, hujoto uye concentration yechinhu chacho.