Chikupo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Chikupo chekukanda matombo

Chikupo (Sling - weapon) chombo chakagadzirwa netambo yakareba chinoshandiswa kukanda matombo achivhiririka kunorova muvengi. Pakati petambo pane chikumba panova ndipo panoiswa dombo. Dombo rinoiswa pakati nepakati rovhiriridzwa richizoregedzerwa zvinoita ripotserwe nespidhi yakanyanya.


Tsika[chinja | edit source]

MuBhaibheri, David akauraya Goliath mushure mokumurova nedombo raakakanda nechikupo.


..