Kote Dhi Vhwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuCôte d'Ivoire)
République de Côte d’Ivoire
National motto: Union - Discipline - Travail

Kote Dhi Vhwa (kureva Ivory Coast; Fur: Côte d'Ivoire) kana Gombe Remnyanga, pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Gombe Remnyanga, inyika iri kuhombekombe rekuchamhembe kwe Madokero e Afurika.

Gutaguru rayo iYamoussoukro, pakati penyika iyi, pane Abhijani (Abidjan) guta re port. Inoganhurana ne Ghini kumaodzanyembeemadokero, Ribheriya kumadokero, Maari kumaodzanyembaemadokero, Bhurukina Faso kumaodzanyembaemabvazuva, Ghana kumabvazuva, uye Guhwi re Ghini (Gungwa re Atlandiki) kuchamhembe.

Mitauro yayo yechifohisi i-Chifurenji, ne mitauro yekuzvarwamo, senge Chibété, Chibawule, Chidyula, Chidhan, Chianyi, uye Tyebala. Pahwerengo, pane mitauro mikumimanomwe ne sere (78) yakasiyana-siyana inotaura muKote Dhi Vhwa.

Inyika ine zvinamato zvakasiyana pekare ngokuda kwe kusiyana kwerudzi rwe vanhu vemo, zvinamato zvinosanganisa Ukristu, Uyisalama, uye nezvinamato zvinotodza tsika dzevazvarwa vevhu vemo.

Vanhu vekuKote Dhi Vhwa vanonzi Vakotedhivhware uye munhu mumwechete anonzi Mukotedhivhware/Mudhivhware.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze