Bwato

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Kerala backwater 20080218-11.jpg

Bwato (Canoe in English) imhando yegwa refu risina kupamhama zvakanyanya ringava rakagadzirwa nedanda rakavezwa rikacherwa mukati maro kana kuti rakagadzirwa ne plastic. Bwato rinoshandiswa kufamba mumvura uye mitambo yemakwikwi mumvura.

Vamwe vanoyambuka rwizi Zambezi kubva kuZimbabwe kuenda kuZambia vanoshandisa mabwato.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro