Bako
From Wikipedia
Bako (cave) inzvimbo yakatambanuka iri mukati megomo mukati mematombo ane gwanza kana kuti iri pasi pevhu. Bako riri pasi pevhu rinodanwa nezita rokuti ninga. Mamwe mapako anonzi aishandiswa kuviga Madzishe karekare.
Kurerutsa Mutauro[chinja]
- Muromo ibako, unotozvidzivirira.
- Uchayeuka bako wanayiwa.