Njodzi (hazard in English) zvinoreva chinhu chinokwanisa kukonzera tsaona inokuvadza kana kuuraya. Tsaona ingava inokuvadza vanhu, muchina, muchovha, zvivakwa kana nzvimbo dzakakomberedza.