Gomo
From Wikipedia
Makomo (mountains) inzvimbo yakawumbika ichikwira kuenda mudenga iyo yakatenderedwa nenzvimbo dzakaderera. Makomo akakwira kuenda mudenga zvakanyanya muZimbabwe ndiro Gomo reNyangani.
[chinja] Tsika
- Kudada kwavari mugomo kukumbira vari pasi mapfihwa.
- Chikomo chiremera kune vari kure, vari pedo vanotamba nacho.