Zvombo zvinechefu
Jump to navigation
Jump to search
Zvombo zvine chefu (chemical and biological weapons). Zvombo izvi zvinonyanya kugadzirwa nenzira yokuti vanhu vakafema, kudya, kunwa kana kubata zvine mishonga unenge wamwaiwa vanobva vafa.