Chinyanhengo
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuZvisikwa zvinorarama)
Izwi rokuti chinyanhengo riri kuturikira chinonzi organism kuEnglish, ichi chiri chinhu chinorarama. Zvinyanhengo zvinosanganisira zvinhu zvinoti: mhuka, madzinde; bhakitiriya; nenyerenzima (archaeon). Mhando dzose dzezvinyanhengo dzinokwanisa: kuberekana; kukura nekuyaruka; kudavira pakudenhewa uye dzine rujekenyeko rwemuviri - having homeostasis. Chinyanhengo chinofanirwa chakawumbwa nenyere ingava imwe kana kudarika. Munhu chinyanhengo chinorarama chine nyere zhinjisa dziri muzvitsumbu zvinonzi nhengo kana mitezo.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mazwi anoti zvisikwa zvinopona, zviro zvinopona kana zvisikwa zvinorarama ari kushandiswa pachinyorwa chino kuturikira chinonzi Living Things or Living Organisms kuEnglish.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chisikwa chinopona chokutanga chaiya chakadai ngemhondoro....: The first living creature was like a lion... (Revelation 4:7 Bhaibheri reChiNdau).
- Chiro cheshe chinohamba chinopona chinozoita kudya kwomuri; kudai ngezvendakamupa miriwo yakasvipirika, ndinopa zveshe kwomuri (Genesis 9:3 Bhaibheri reChiNdau).