Zera re Utare
Zera re Utare |
---|
↑ Zera re Ndarira |
|
↓ Nhoroondo ye Chinyakare |
Zera re Utare (kureva iron age; age of iron) kana Kati ye Utare, chinhambo chekupedzisira chemugovano we zera-tatu musurekwenhoroondo ne chimodzanhoroondo che vanhu. Yakateverwa ne Zera re Dombo (Ruparyoliti, Rumesoliti, Runeyoliti, uye Rukaryukoti) uye ne Zera re Ndarira. Zanodzamu iri rakanyanya kushandiswa kuZera reUtare rekuYuropu ne Mabvazuva ePedyo eKare, asi zvakare, nekuenzanisa, nekudzimwe nzvimbo dzeNyika Yekare.