Zera (makore)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Zera (Birth Age) zvinoreva kuverengwa kwemakore kubva pakazvarwa munhu kusvika panguva iyo iri kutaurwa yaachiri kurarama.

  • NaDhariusi muMedhe wakatora umambo, aane makore anoda kuita makumi matanhatu nemairi ousharuka: Darius the Mede took over the kingdom, at the age of sixty-two (Daniel 5:, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti buthaka (same age) rinotaurwa kuKalanga ruchireva zera rimwe.
  • Izwi rokuti musela (same age; age grade) rinotaurwa mururimi rweBaila ruchireva zera rimwe.
  • Vatauri veLuganda vanoti bulamu (age) kureva zera.