Yakora muto

Kubva Wikipedia

Yakora muto chirevo chinodudza kuti zvinhu zvaoma kana zvanyongana.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ndabuda mazviri nhau yakora muto iyi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Taabwa vanoti kukola (v. be difficult) kureva kugozha.
  • Taabwa vanoti kukolela (v. become difficult) kureva kugozha.
  • Umbundu inoti kola (be great; strong, solid, firm ; be unfortunate) kureva kusimba. Mamwe mazwi: kolisa (v. Intensify).