Xikombiso

Kubva Wikipedia

Xikombiso izita revanhu rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Xikombiso Makamu; Xikombiso Chauke; Xikombiso Ntuli; Xikombiso Baloyi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTsonga vanoti xikombiso (n. sample).
  • VaTsonga vanoti xikero (n. scissors). Izwi raiswa kuti tizive madudziro.

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]