Victor Tungilik

Kubva Wikipedia

Victor Tungilik akanga ari muInuiti aiizivikwa nezve chitendero, aitenda zvese zve Ukristu uye ne chitendero chetsika ye Vainuiti se angakkuq (mhando ye n'anga ye chiInuiti), vabereki vake waive Maangirikani[1]. Tungilik akazosiya maitiro ake e angakkuq akatamira kuNaujaati, uko kwaaka shandira Kambani ye Hudson's Bay.[2]

Kunyangwe vabereki vake waive Maangirikani vaida kuti mwana wavo ave Mukaturiki.

Pakufa pevabereki wake Tungilik akange asati ava munhumukuru saka pakashaika munhu aimudzidzisa kuvhima, asia zvakadaro akakwanisa kuzvidzidzisa, akatozvibatira wo siuri (seal) rake.[2]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Aparecida Vilaça, Robin Wright. Native Christians: Modes and Effects of Christianity Among Indigenous Peoples of the Americas. Ashgate Publishing, Ltd., 2009
  2. 2.0 2.1 https://web.archive.org/web/20160303185501/http://www.tradition-orale.ca/english/life-story-victor-tungilik-70.html