Naujaat
ᓇᐅᔮᑦ
|
|
|
Makoadhineti: 66°31′19″N 086°14′06″W
|
Nyika
|
Kanadha
|
Teritori
|
Nunavutu
|
Chisi
|
Kivaliki
|
Dhistrikti re saruro
|
Ayiviliki
|
Hurumende
|
• Mhando
|
Hamlet Council
|
• Meya
|
Alan Robinson
|
• MLA
|
Steve Mapsalak
|
Ruwa
|
• Chiverengo
|
424.27 km2 (163.81 sq mi)
|
Usimudzwa
|
24 m (79 ft)
|
Huwandu (2016)
|
• Chiverengo
|
1,082
|
• Dhensiti
|
2.6/km2 (6.6/sq mi)
|
Zoni re Nguva
|
UTC−06:00 (CST)
|
• Zhizha (DST)
|
UTC−05:00 (CDT)
|
Kodhi yekuPosta ye Kanadha
|
X0C 0H0
|
(Ma)Kodhi eRuwa
|
867
|
|
Naujaat (Chiinuiti: ᓇᐅᔮᑦ, kureva. panozora masigau "seagulls"; Nge. Repulse Bay), yaizivikanwa se Bhayi ra Rhipuruse kusvika musi wa 2 Chikunguru 2015 parakazoshandurwa, kamuzi ke Vainuiti iri kumahombekombe eBhayi ra Hadhisoni, kumagumo echamhembe kweMugimbakirwa we Merivhiye, muChisi che Kivaliki muNunavutu, Kanadha.