Svetuka kuchirochemo

Vhari dhi'Arani

Kubva Wikipedia

Vhari dhi'Arani (Chiokisitani: Aran; Chikatala: Aran; Chispeini: Aran) (pachihofisi yainzi muChiokisitani: Val d'Aran Chikatala: Vall d'Aran, Chispeini: Valle de Arán) chiro chendauro (chaionekwa se komaki) mu Yeidha (kureva Lleida), Katalonya, Speini, zvichisanganisa Mupata we Arani, 620.47 skweya makiromita (239.56 sq mi) muunda, mumakomo eMaparenii, muchikamu chedunhu re Yeidha chekumaodzanyembaemadokero.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]