Vanyarwanda

Kubva Wikipedia
Vanyarwanda
Huwandu: 15,109, 000
Marhijoni: Rwanda, Vuganda uye DRC
Mutauro: Chinyarwanda
Chinamato: Ukristu

Chinamato che Chirwanda

Vohukama: Varwanda-Rundi

Vabantu veManyaza Huru

Rwanda
Munhu UmunyaRwanda
Vanhu AbanyaRwanda
Mutauro IkinyaRwanda
Nyika Rwanda

Vanyarwanda (Rwa: Abanyarwanda; Umunyarwanda) rusinga rwe ruzhinji rwe vanhu vanogara kuRwanda. Vamwe Vanyarwanda vanowanikwa kuUtemabanze we Rudhende rwe Vakongo, kwakatamiwa neuwandu hwe vanhu kubva kuRwanda iripedyo. MuKongo, vanowanikwa munzvimbo dzinosanganisa Kivhu Maondzanyemba ne Kivhu Chamhembe. Pane huwandu hwunosvika miriyoni rimotsi reVanyarwanda kuVuganda, kwavanogara kumadokero enyika yacho; Umutara ne Kitara ndidzo nzvimbo dzechipakati chemaruwa avo e Upastorali ne hurimi.