Ngani
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuVangani)
Ngani (how many) izwi rinobvunza huwandu hwezvinhu.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vangani rinobvunza kuti vanhu vakawanda sei?
- Pangani kana kungani (how many places or how many instances?) rinobvunza kunzvimbo dzakawanda sei kana Huambo dzakawanda sei?
- Rungani kana kangani (how many times?) rinobvunza kuti chiitiko chakaitika kakawanda zvakadii?
- Chingani (which day?) rinobvunza kuti musi upi pakuverengwa kwemazuva?
- Mangani?
- Zvingani?
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaShambala vanoti wangahi? (how many?). Sokuti ngombe wangahi - zvichireva mombe ngani.