Tumbo sezita
Mataridziko
Tumbo izita remhuri rinowanikwa muMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Mavis Tumbo; Caroline Tumbo; Jacqueline Tumbo; Revai Tumbo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mandinka inoti tumbo (n. larva).