Tsuku sezita
Mataridziko
Tsuku izita revanhu rinowanikwa muSouth Africa, neNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Tsuku Setlhare; Tsuku Kebotlhale; Tsuku Hamukuaja; Tsuku Ndongeni, Frieda Tsuku.
- Mazwi ari pedyo: Masuku sezita, Mashuku sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.