Shezhu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuTsoro, Shiri)
Tsoro kana shezhu imhando yeshiri inowanikwa muZimbabwe inonzi inokwanisa kutungamira vanhu muasango kuenda pane huchi.
- Tsenzi inogara yadziya. The honey-guide gets settled when it is satisfied.