Svetuka kuchirochemo

Tsepe

Kubva Wikipedia

Tsepe izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Bongani Tsepe; Teboho Tsepe; Reitumetse Tsepe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Venda vanoti tsepe (n. springbuck; springbok).