Transistor

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
This page is about *transistor

transistor kadive kanashandiswa pazvinhu zvakawanda.kane 3terminal iye anoti base emitter and collecter.inoshandiswa,muzvinhu zvezhinji zvamazuvano.

Transistors are used in

chips.

transistor image

Uses[chinja | edit source]

Matransistor ndeemuma integrated circuits nekuti anochengeta information nekachengeta mawords.Anonyanyo shandiswa pawaves transimmission.Matransistor akubatsira pazzvinhu zviri remote controlled.Anoshandiswa pakureceiver masignals emaradiowaves .Matransistor aku printwa pasi necopper arimumananometers.Haumbooni mananometers neziso.Matransistor kuti aiswe muma intergrated circuitsanofanhirwa kuti paivenesmall technology printing (STP).Izvi zvinodhura.

History[chinja | edit source]

Matransistors ekutanga akanga ari mumavacuum tubes(maglass tube asingapinze mhepo mukati.Sange mamemory cards amazuvano anenge anematransistor more than one billion Akaiswa mukamemory card kadiki diki.Kanachengeta information through matransistor ega ega.One transistor rinotora two mawords.Transistor emavacuum tubes akanga akareba zvekuti memory card rakanga rakaenzana nebazi chairo.Paakazoreplaswa nemasilocon chips akanga akuitwa achiita madiki every two years ende zita retheory rakanga rakunzi Moores law.

Related In English[chinja | edit source]

For more Reading[chinja | edit source]

http://en.wikipedia.org/wiki/transistor