Tematema (Ruvara)


Tematema (tɛmɑːtɛmɑː/ Chirungu: Jet black) ruvara rwaka sviba kudarika Nhema, ineka penyero kesimbi. Shoko rekuti tematema kana nhemanhema rinobva kumashoko ekuenzanisa ruvara rezvinhu zvitema. Muenzano iri yekuti: "Ane hambautare tematema", kana kuti "ane vhudzi tematema".
Chirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Ruvara tematema rinoshandiswa munhu paanenge achida kutsanangura chinhu chaka svibirira, kudarika ruvara rutema pacharo.
Rinogona kushandiswa semienzano iri pazasi:
- Tematema ruvara rwakasvibisisa rwe vhudzi tema.
- MuChirungu pane vanhu vane zita rekuti 'Jet Black'.
- Uye muAnime inonzi Cowboy Bebop pane munhu anonzi Jet Black zvekare.
Zvinhu zveruvara tematema[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
-
Runharemboza yeruvara tematema
-
Shiri ineruvara tematema
-
Ruvara tematema