Talk:Moyo Chirandu

Zvirozvemo zvezanhi hazvitsigirwe mumimwe mitauro.
Kubva Wikipedia

GONO MOYO CHIRANDU Mazviita Moyo Chirandu Gonoren'ombe mushayachirashwa Mukaka tinonwa,mafuta tichizora Nyama tinodya ganda tichikakisa ngoma Ndove tinodzurisa mudzimba Muswe tinopumhisa Nyanga tichiita gonan'ombe Maita Gonyohori Matake Vakatakira nedzavamwe paruware Gono raMutindi naGochedza Vari Maronga neUshava Vari Muduma neChiduma Mushenjere waVaduma usina pakaminama Pakaminama tinoorara Vamarera nherera vanorera nedzevamwe Ndikafira pano wani Kudai kuenda ndichidzoka zvinoita huyo Chinondiona sechinameso Navaripowo namangwana musanyara chidya matombo