Tafurabhayi

Kubva Wikipedia
Tafurabhayi

Tafurabhayi (Chibhunu: Tafelbaai) kana Tafura bhayi, ichizvarirwa chebhayi riripa Gungwa re Ruatlandi rinoriringwa ne Kepi-Tawuni (rakavambwa muna 1652 na Van Riebeeck) uye ririkumaodzaernyemba ekumugumo we Peninzura re Kepi, rinotandavara kuchamhembe kwe Kepi reTariro Yakanaka. Rakadanwa nekuda kweGomo re Tafura rakatsinhira.