Svetuka kuchirochemo

Svutugadzike ihuroro

Kubva Wikipedia

Svutugadzike ihuroro (kureva yellow tea) imhando ye svutugadzike inozivikanwa pa Chichayina se huángchá uye pa Chikoriya se hwangcha

Huangcha ye Chichayina[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Imhando ye svutugadzike yaka shomekera, uye inodhura. Nzira ye kuigadzira yakafanana nokugadzira svutugadzike izerere kasi ine mumwe mutanho unowedzerwa woku enkasa (kureva encasing) ne kutsima svutugadzike yacho.

tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]