Sumatara Madokero

From Wikipedia

Sumatara Madokero (kureva West Sumatra; Chiindonesi: Sumatra Barat) idunhu remuIndonesia. Yakagadzikwa kugombe rekumadokero pachisi che Sumatara uye rinosanganiswa Zvitsuwa zve Mentawai zvisiri pagombe iroro. Dunhu iri rine ruwa rwunosvika 42,012.89 km2 (16,221.27 sk mi), ine huwandu hwevanhu unovika 5,534,472 zvichiendera ne hwerengo ya 2020.