Sumatara

Kubva Wikipedia

Sumatara (kureva Sumatra), Sumatya kana Sumatla, chikamu che Zvitsuwa zve Sunda zve kumadokero eIndonesha. Ndicho chitsuwa chikurusa chiri mukati meteritori ye Indonesha, uye chitsuwa chechi-tanhatu chikurusa pasirose ne 473,481 km2 (182,812 mi.2), pasingasanganiswe zvitsuwa zviri pedyo senge zvitsuwa zve Simeuluwe, Niasi, Menthawai, En'gano, Zvitsuwa zve Riau, Bang'ka Belitung'u uye gurutsuwa re Karakatoa.