Sinema

Kubva Wikipedia

Sinema (kureva cinema) kana fhiyeta ye marifimu, munguva yemazuva ano chivakwa chinoshandiswa kuona mafirimu nevanhu, pakazhinji vanhu vanotenga matiketi efirimu yavanoda kuona uye inenge yabuditswa kuvanhu munguva iyoyo. Vanhu vanopuhwa numeri ye chigaro chavo mukati mesinema futi, uye vanoona mafirimu achona paskirini huru inotora dziro rose.

Ringai futi:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]