Shiro sezita
Mataridziko
Shiro izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Stace Shiro; Shiro Ngugi; Shiro Nderu; Becky Shiro.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.