Shirira sezita
Mataridziko
Shirira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neBurundi.
- Vanhu vane zita iri: John Shirira; Emmanuel Shirira; Eliezer Shirira.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.