Svetuka kuchirochemo

Rurimi

Kubva Wikipedia
Rurimi

Rurimi (kureva tongue; also mother tongue; language) kana rulimi kutodza Chikaranga, pahuwandu tichiti ndimi, inhengo yemuviri iri mukanwa inobata mukati memukanwa imomo. Rurimi ndirwo runoravira kutapira kana kuvava kunoita chokudya. Rurimi zvakare ndirwo runobatsira pakududza mazwi kana tichitaura.

  • Madurungunda - (sour taste) izwi iri rinotaura chikafu chine kavaviro kanenge kemandimu - lemon.
  • Kutapira - (sweet) izwi iri rinotaura chikafu chine kunaka kunenge kweshuga kana huchi.
  • Nzwisa (something given for tasting).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chewa vanoti litata (string of the tongue - frenum) vachireva katatarimbo?.
  • VaChewa vanoti lawa (to taste, to try).
  • Lugwere vanoti kukomba (v. lick, taste with the tongue) kureva kuraidza.