Ruredzo
Mataridziko
Ruredzo, chikada, seso kana soso (n. Dicerocaryum senecioides. Stud plant) rudzi rwesora rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Intekelane kana Inkunzane (n. Dicerocaryum senecioides. Devil thorn. Boot protectors) kureva muti weruredzo.