Rungamagonyo

From Wikipedia
(Redirected from Ruramamakonyo)
Jump to: navigation, search
Blancuco.jpg

Muchidzidzo chePimanyika rungamagonyo (Rectangle kuChirungu) chiumbwa chine makonyo mana ose akaenzana; gonyo rimwe nerimwe rakakura kuita 90o. Mativi maviri akatarisana anenge akaenzana uye akati sambamba. Skweya rinogona kupinda pamupanda wechiumbwa ichi asi kazhinji tinosarudza kuti skweya rimire roga.