Rukongo sezita
Mataridziko
Rukongo izita remhuri rinowanikwa kuNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Harriet Rukongo; Alex Rukongo; Jessica Rukongo; Diego Rukongo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Zigula vanoti rukongo (n. a row, a line) kureva mudungwe kana mutsetse. Mamwe mazwi: kongo (n. crowd, multitude).
- Zigula vanoti magongo (n. short thick stick) kureva chimuti chipfupi chikobvu. Mamwe mazwi: magongo (n. kind of fruit).
- Zigula vanoti mgongo (n. the back, backbone; blunt edge of a knife) kureva zvinoita musana kana webanga.
- Sangho vanoti lokongo (v. collecting; compiling).
- Kiwanga vanoti olukongo (n. ridge of country, hence a district).