Pfutso

Kubva Wikipedia

Pfutso kana futi Pfurusto (kureva persecution) mabatiro akashata anotanga musistimu anoitwa kumunhu kana mapoka nemumwe munhu kana mapoka evanhu. Mhando dzinozivikanwa pakazhinji ipfutso ye Chinamato, rusaruraganda, uye pfutso ye hutonganyika, asi pane kusiyana kuriko pakati pemaneno aya. Kukonzeresa matambudziko, katazo, kukanda mutirongo, kusungwa, rutyi kana marwadzo zvose mafekita anokonzeresa pfutso, asi hakuzi kutambudzika kwose kunoreva pfutso.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]