Pauya nePavi

From Wikipedia
(Redirected from Pavi nePauya)
Jump to navigation Jump to search

Pachinyorwa chino mazwi anoti Pauya nePavi ari kushandiswa kuturikira chinonzi Advantages and Disadvantages kuEnglish kana kuti Pros and Cons kana kureva good and bad.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Tsumo[chinja | edit source]

  • Chirozva mauya ndicho chiunza mavi. That which conceals the good also brings the bad-(things).
  • Zviuya hazvidondani. Happy times don't follow each other.
  • Zviuya hazviwanani. Good spouses seldom marry each other.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti mbi, ubi kana bi (evil, wickedness, doing evil, badness, inequity).
  • VaKongo vanoti -ambi (wicked, bad, abominable, profane, scandalous, injurious, pernicious, worthless).
  • VaVenda vanoti -vhuya (good natured). Mamwe mazwi: -vhi (bad).