Nyimo
Mataridziko
Nyimo (bambara groundnut) idzinde rinobereka michero pasi pevhu rinokura kuyenzana nedzinde renzungu. Nyimo dzinonzi dzakabva kumatundu eAfrica ari kumadokero.
Mufote (Bambara groundnuts prepared as food for a journey by being mixed with salt and water and placed on fire till the water has evaporated) - apa kureva nyimo dzakabikwa nokufashaidzwa mumvura kudzamara mvura yapwa, dzinowanobikwa sembuva yeparwendo.
Marudzi eNyimo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Bagu kana mabagu, (nyimo variety that is cream-coloured with a large, black eye).
- Checheni (variety of Bambara groundnut that is brown).
- Chibanda, chiwenga kana chiwangu (Brown variety of bambara groundnut).
- Dahwa, madahwa, nyadahwa kana gunguo (Black var bambara groundnut).
- Chimbereti, mbereti kana sau (Brown variety bambara groundnut).
- Chipofi (White, medium-sized prolific variety bambara groundnut).
- Chisika (Red, medium-sized variety bambara groundnut).
- Femba (variety of Bambara groundnut). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mafemba?
- Chikunguobaya (Black var bambara groundnut) apa kureva nyimo nhema.
- Humbere (variety of Bambara groundnut - not ridged).
- Jekaneka kana majekaneka (Brown var bambara groundnut).
- Mbamba (variety of Bambara groundnut).