Nyadenga
Mataridziko
Nyadenga (Nge. The One above; The One who is above all)[1] irimwe zita rinopuhwa mumitauro ye Chivanhu. Mamwe mazita angati Mwari Mutangakugara, Samasimbaose, Musikavanhu, Musikazvose, Muvumbi, Muvumbapasi ne mamwe mazita wo.
Pamusoro pezvo Mwari Vanodanwa nezvidao zvokuti: Sororezhou uye Dzivaguru.
Dzivaguru rinogona kungerakapuhwa kutodza nyaya yokuti Mwari vanonzi Dziva kana rwizi roupenyu, ndivo Dziva rinozadza dzimwe nzizi uye ndivo sosi yezvose.