Nlongi sezita
Mataridziko
Nlongi izita rinowanikwa muAngola, neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Nlongi Beto; Cedrick Nlongi; Nvuluzi Nlongi; Francine Nlongi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu vanoti mulongi (n. teacher, instructor, professor) kureva mudzidzisi.
- Kikongo vanoti nlongi (n. doctrine kureva dzidziso.