Nhunzi
Mataridziko
Nhunzi kapembenene kanowanikwa Pasirose kanowanikwa mudzimba uye munzvimbo dzinogara vanhu. Nhunzi inotakura zvirwere.mwana wacho anonzi nhunzana. Nhunzi inokura kuita 8-12mm, uye nzvari dzakakura pane mikono yacho.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nhunzi dzinomhumha pamurwi worukweza - apa kureva kumomotera ronda.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Herero inoti -pumura (v. hit).