Svetuka kuchirochemo

Nhungo

Kubva Wikipedia

Nhungo kana mharuparu (rafter; strut; one of the sloping members in frame of roof) matanda anovakiswa denga remba anosangana pachiruvi nechekumusoro, nekuzasi anennge akazendama pachengo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Baila vanoti ku lunga (to connect). VaMbugwe vanoti -túnga (v. bind) kureva kusunga. Sangho vanoti dungo (tie, attach) kureva kusunga.
  • VaYao vanoti ndungo (bamboo rafters of a house) vachireva nhungo dzemushenjere.
  • VaLenje vanoti nunga (v. join; join together). Mamwe mazwi: nungana (Reciprocal. join together).
  • VaLenje vanoti nunganya (Causal. join together). Mamwe mazwi: linungo (joint - any of the body, a joining).
  • VaDigo vanoti phalu kana maphalu (vertical pole used for making roof struts). Fananidzai nokuti mharu?