Nhungo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhungo kana mharuparu (rafter; strut; one of the sloping members in frame of roof) matanda anovakiswa denga remba anosangana pachiruvi nechekumusoro, nekuzasi anennge akazendama pachengo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti ndungo (bamboo rafters of a house) vachireva nhungo dzemushenjere.
  • VaLenje vanoti nunga (v. join; join together).
  • VaLenje vanoti nungana (Reciprocal. join together).
  • VaLenje vanoti nunganya (Causal. join together).
  • VaDigo vanoti phalu kana maphalu (vertical pole used for making roof struts).